Kurukura nevanhu, ona nzvimbo, ziva tsika pasina kukanganiswa nekusiyana kwemutauro
Shandura uchishandisa kamera yako
Ingonongedzera kamera yako uye shandura zvauri kuona chiriporipo
Hauna indaneti here? Iroro harisi dambudziko.
Dhaunirodha mutauro wekuti ushandure pasina kukonekita paindaneti
Kurukura nemumwe munhu
Taura nemunhu anotaura mumwewo mutauro



Shandura mashoko ari kutaurwa panguva imwe chete
Batidza zvinyorwa kuti unzwisise zviri kutaurwa
Shandura mutauro kubva pachero apu
Pasinei nekuti uri paapu ipi, ingokopa mashoko acho wotokonya kuti ushandure mutauro wacho
Taipa, taura, kana kuti nyora neruoko
Shandisa chekurekodha kana kunyora mabhii neruoko, asipo pakiyibhodhi yako
Zvasevha
Kushandura Chinyorwa
Kushandura Webhusaiti
Sevha zvawashandura
Kurumidza kuvhura mashoko kana mitsara yemashoko kubva pachero mudziyo uchiita zvekusevha
Chii chiri muchinyorwa ichocho?
Apurodha mafaira ako kuti ukurumidze kumashandura pasina kuchinja fomati yawo
Shandura mawebhusaiti
Uri kuda kushandura peji yese yewebhusaiti here? Ingonyora URL yacho kuti ushandure peji yese yewebhusaiti.
Edza kushandisa google pakuturikira
Tanga kushandisa Google Translate pabhurauza rako. Kana kuti sikana kodhi yeQR iri pazasi apa kuti udhaunirodhe apu yacho uishandise pamudziyo wako unotakurika.
Dhaunirodha apu uone zvakaita nyika uye utaurirane nevanhu uchishandisa mitauro yakasiyana-siyana.