Batsirawo pakukwenenzvera kushandurwa kwemitauro pachishandiswa Google
Batsirawo pakukwenenzvera kushandurwa kwemitauro yaunotaura. Batsira pamutauro we Translate Community (Ruzhinji rwunoshandura mitauro) kuti ruzhinji rwekatekeshera pasi rese runzwisisewo mutauro wako zviri nani.
Zadzisa pakasiirirwa kana kuti pindura mibvunzo uchisarudza mhinduro kwayo pamhinduro dzakapiwa
Tinokutaridza chirevo, iwe wochishandurudza kuchiisa mumutauro wako. Kana kuti kana ukangotokonya chete, tinobva takutaridza shandurudzo dzemutauro dzitoripo nechekare kuti usarudze ipapo kana kuti utiudze kuti dzakafanira here kana kuti dzakakanganiswa.
Zviwanire rukudzo upiwe nyembe
Mushandurudzi wemutauro, 100 Club, zvichienda mberi: pegapega paunobatsira, unozviwanira imwezve nyembe iri pamusoro.
Isa hupenyu mumitauro
Translate Community(Ruzhinji rwunoshandura mitauro) ibandi rakakoshesesa rekuwedzera kwatinoita mitauro muGoogle Translate. Kana uchitaura mutauro watinenge tichida kuwedzera panguava iyoyo, unogona kutibatsira kuti donzvo iri ribudirire.